KwaunobvaDuramazwiTtembiricha

Duramazwi · zita

tembiricha

temperature · temperatures

Zvinoreva

Tembiricha kupisa kana kutonhora kwezvakaita semuviri, kana kuti kunze. Zvaingoti uku tembiricha yokunze yakakwira ukuwo yake yakwidzwa namanyoka ake.

1

Tembiricha kupisa kana kutonhora kwezvakaita semuviri, kana kuti kunze. Zvaingoti uku tembiricha yokunze yakakwira ukuwo yake yakwidzwa namanyoka ake.

Themometa kamudziyo kanoshandiswa kupima tembiricha.

Kana munhu aine muviri unopisa chinenge chiri chiratidzo chekuti ari kurwara, sezvo tembiricha yake ichine yakakwira.

Kana kunze kuchinzi kwadziya tembiricha inenge yakakwira zvokutosvika kana kupisa chaiko. Kunze kwadziya amai, mvura ichanaya manjemanje.

Zvine chekuita

mudziyira

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

Tembo

Tembo mutupo wevanhu vanoera mbizi.

Verenga

Swipe for the next word