Duramazwi · zita
Zvinoreva
Tembo mutupo wevanhu vanoera mbizi.
1
Tembo mutupo wevanhu vanoera mbizi.
Tembo Mbizi chidao chevaera Mbizi yekwaMazvimbakupa.
Ichi chidao chevanhu vanoera Tembo chakabva pakuti vainzi havanyimi asi kuti vane chido chekungopa vanhu zvinhu.
Uyu mutupo wevanhu vanoera Tembo yekwaChiwara.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03Tembo Mbizi
Tembo Mbizi chidao chevaera Mbizi yekwaMazvimbakupa.
VerengaSwipe for the next word