Duramazwi
Zvinoreva
Kana munhu akatetsura mhere anenge achema nenzwi riri pamusoro soro.
1
Kana munhu akatetsura mhere anenge achema nenzwi riri pamusoro soro.
Mwana paakaona nyama yake ichidyiwa nembwa akabva angotetsura mhere.
Kana munhu akanzi akatetsura vana anenge akabereka vakawanda panguva shoma shoma.
2
Kana munhu akanzi akatetsura vana anenge akabereka vakawanda panguva shoma shoma.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tetsvaidza
Kutetsvaidza kungofambisa munhu zvisina chinangwa.
VerengaSwipe for the next word