Duramazwi
Zvinoreva
Kuti tetsu kuridza mhere inonzwika chero neanenge ari kure.
1
Kuti tetsu kuridza mhere inonzwika chero neanenge ari kure.
Akati mhere tetsu paakaona mbavha yotiza nebhegi rake.
2
Kuti tetsu kubudisa zvakawanda nhambo imwe chete.
Nguruve yedu yakati tetsu tuvana gumi notuviri.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tetsura
Kana munhu akatetsura mhere anenge achema nenzwi riri pamusoro soro.
VerengaSwipe for the next word