Duramazwi
tetepa
slender · slim
Duramazwi
slender · slim
Kana munhu akatetepa anenge ane muviri mudiki, achinge akareburuka.
Kana munhu akatetepa anenge ane muviri mudiki, achinge akareburuka.
Kupamhanha kuveza chinhu nechinangwa chokuti chibude chakatetepa asi chakafara.
Kana munhu ati sepu muviri wake unenge watetepa kana kupera pane zvaaimbova kare.
Kana mudumbu muchimhanya munenge muchirwadza muchibudisa tsvina yakatetepa chaizvo.
Duramazwi
01 / 03tetera
Kana ukatetera hari moto unenge waswededza moto pane hari kuti zviri kubikwa zvinyatsoibva.
VerengaSwipe for the next word