Duramazwi
terevhizheni
television
tii vhiimuteyakwindi
Duramazwi
television
Uyu mudziyo wemagetsi unoburitsa mazwi zvese nemifananidzo.
Uyu mudziyo wemagetsi unoburitsa mazwi zvese nemifananidzo.
Saka kuti vanhu vashandise terevhizheni idzi vanofanira kuve nemhando wemoto uyu.
Ko vasina terevhizheni vanowanepiwo mashoko akakosha ezvinoitika munyika?
Zvichakubatsira kana ukangoita ushamwari nemapepanhau uye wairesi, terevhizheni nehindaneti.
tii vhii · muteyakwindi
Duramazwi
01 / 03terezera
Kuterezera kumbozorora muchifurwa nemhepo, mushure mokunge mambosasana.
VerengaSwipe for the next word