Duramazwi · zita
Zvinoreva
Tererini isiketi ine mamino mamino akawanda, yakamboita fashoni yakanetsa.
1

Tererini rudzi rwemuriwo wekovho unoita mashizha asina kutsetseka ane tumamino kunge hembe.
2

3
Tererini chinhu chipi nechipi zvacho chine mukurumbira panguva iyoyo. Kwakamboita dzimwe hove dzakapedzisira dzonzi matererini nekuti dzainge dzakazarisa muzvitoro, uye dziine mutengo wakaderera pane dzimwe.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tererwa
Tererwa ishiri yakakura zviri pakati nepakati, nhema ine diti jena.
VerengaSwipe for the next word