Duramazwi02 / 03tekedzaraKana uchitekedzara unenge uchiita ruzha zvisina kana netsika, uye pasingakodzeri.Verenga→
Duramazwi03 / 03tekenuKuti tekenu kuputsa kana kutsemura chinhu mushure mekunge wachidonhedzera pasi.Verenga→