KwaunobvaDuramazwiTtekaira

Duramazwi

tekaira

Zvinoreva

Kana uchitekaira unenge uchifamba makumbo achinge akaoma, wakatakura zvinorema.

1

Vavhimi vakauraya chamatumba chenhoro vakabva vadzokera kumisha vachitekaira nenyama.

Kana uchitekaira unenge uchifamba makumbo achinge akaoma, wakatakura zvinorema.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

teke

Kuti teke kuchera mvura mumugomo nechimbichimbi.

Verenga

Swipe for the next word