KwaunobvaDuramazwiTtenhesa

Duramazwi

tenhesa

Zvinoreva

Kana munhu akatenhesa mumwe anenge amudzimbira paakakuvara.

1

Kana ukatenhesa munhu pamoyo unenge wamurangaridza zvakaipa zvakamboitika kwaari kana kuhama yake.

2

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tenhudza

Kutenhudza chinhu kuchiisa pakakwirira kuitira kuti chikunguruke nyore chichienda pakadzikira.

Verenga

Swipe for the next word