Duramazwi
Zvinoreva
Kutenhukira kure-rekera divi kunoita chinhu chinenge chisina kumira zvakanaka.
1

Kana muti ukanzi wakarerekera chimwe chinhu zvinoreva kuti unenge wakatenhukira kwachiri.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tenisheni
Tenisheni kusungika kana kuregedzeka kwechinhu.
VerengaSwipe for the next word