Kwaunobva/Duramazwi/T/tifu
Duramazwi
Kuti tifu kuburitsa zvawadya nekumuromo.
tiga
Kuvhara mukanwa nenzira yehusvinu.
tiga tiga
Kuti tiga tiga kufamba zvine mutsindo.
tigaira
Kana munhu achitigaira anenge achifamba zvine simba achiita mutsindo.
Swipe for the next word