KwaunobvaDuramazwiT 6

Duramazwi

Mazwi ane T.

1374 Shona headwords beginning with T, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.

Peji 6 pa6

tupururu pfachaKuti tupururu pfacha kungoerekana munhu asvika...tupwiKuti tupwi kusvakuka kunoita museve kubva pauta.tupwiiKuti tupwii kupararira kwemarimi emoto uchipisa nzvimbo...turaKutura kudzikisa pasi zvanga zvakatakurwa nemunhu.turakititractturiKuti turi kuzadza mugomo nemvura kana nezviyo.turi-iKuti turi-i kuridza mhere inoenda kure. Patakanzwa mhere...turi turiKuti turi turi kufamba munhu achikurumidza aine chaanenge...turikaKuisa chinhu pakakwirira.turikidzaKuturikidza kugadzika zvinhu pamusoro pezvimwe kuti...turikirainterpretturikwamatare machinda amambo ndiwo anoturikira nyaya kuna mambo.turiraKuturira kupa umwe basa rokuita, rawanga uchifanira kuita...Turnerturnerturu turuKuti turu turu kungofamba kana kumhanya zvisina njere...turududuturukaKuturuka kutanga kunaya kunoita mvura pamavambo ezhizha.turumuKuti turumu kutangisa kunaya kunoita mvura.turunuKuti turunu kubvisa chinhu pakakwirira pachinenge chiri.turunuraKuturura.tururaunloadtururuTururu rudzi rwekambeva kasingadyiwi kane muturu...turusitoolturusi [turusu]Turusi midziyo yekukanika yaunoshandisa kugadzira mota...turutsaKuturutsa kuita kuti munhu asvikirwe nomweya, kana...turuzuzuKuti turuzuzu kuva pari kuitika zvinhu asi uchiratidza...tusaKana munhu akakuitira zvakanaka, iwe ukamutusa unenge...tushuKana zvinhu zvati tushu zvinenge zvazara mazvanga...tushukaKana chinhu chine mvura mukati chikatushuka, chinenge...tushuraKana uchitushura unenge uchibaya chinhu chine myura mukati...tusingaonekimicroorganismstusoTuso chinhu kana kukudzwa kwaunopiwa sorutendo...tusvaKana munhu achitusva mumwe, anenge achimukurudzira kuti...tusvuKuti tusvu kubaya nokubudisa zviri mukati mechinhu chine...tusvura[-dhusvura, -tasvura] Kutusvura mota kuribaya kuti zviri...tutaKana vanhu vachituta vanenge vachitora zvinhu zvavo zvose...tutidzaKututidza kubira vanhu uchivanyepera kuti unoda...tutidziraKututidzira kuramba woisa zvimwe zvinhu panhu kwenguva...tutirabundletutsiraKututsira kuisa zvinhu uchiita kuti zviwande kupfuura...tutudzaKututudza zvinhu kuzviunganidza kuburikidza nekuzvitakura...tutumaKana zvinhu zviri pamoto zvichitutuma, zvinenge...tutumadzaKana munhu achinzi anozvitutumadza anenge achizvikudza...tutumaraKututumara kuzviona sokunge wakakosha kudarika vamwe vanhu.tutumiraKututuma.tutumukaKututumuka kukura zvikuru munguva shoma shoma.tutunuKuti tutunu kubvisa zvinhu pazvanga zviri, uchizviisa pasi...tutunuraunloadtuturuKana muviri wemunhu wakati tuturu unenge wakazvimba.tuturukaKana munhu kana chimwe chinhu chichituturuka chinenge...tutururuKuti tutururu kungoerekana wasvika panzvimbo...tutuva tutuvaKuti tutuva tutuva kufamba munhu usina chinangwa.tutuvikaKututuvika kuunganidza zvinhu pamwe chete uchiita kuti...tutwaTutwamangoyi.tutyuKuti tutyu kubaya zviri mukati zvichibuda.tuuPakuverengwa kwemanhamba tuu ndiyo yechipiri, inotevera...tuubhobhoTuubhobho imari ine uwandu hwemashereni maviri.tuveraasina kwaakanyatsonanga.tuvhaidzaKana uchituvhaidza munhu unenge uchimurega achiita...tuvhuKuti tuvhu ruzha runoitika pakuchera mvura.tuvhuraKutuvhura kuchera mvura nemukombe pachibuda karuzha.tuviKuti tuvi kudira mvura inotonhora mune inopisa kuti idziye...tuvidzaKutuvidza kudira mvura inotonhora mune inopisa kuti ipore.tuvirahostiletuwaidzaKutuwaidza kuita kuti munhu afambe asina chinangwa.tuweKuti tuwe kumhanya kwechinhu chichienda mudenga...tuwiTuwi ihove diki diki inogona kubatika nechirauro.tuzaKutuza kukanda zvibhakera zvinobva nokumativi.tuzuKuti tuzu kungomira zvauri kuita wakapusa uye uchiratidza...tuzukaKutuzuka kungomira munhu asingazivi zvokuita.tuzuraKana ukatuzura munhu unenge waita zvinoita kuti asare...twaassettwanaTwana ikatsi yemusango ine mavara nemakumbo marefu inodya...twasaKutwasuka kwakasimba panguva dzerurama.twasanuKuti twasanu kururamisa zvakakombama.twasanudzaKutwasanudza kuita kuti pakakombama parurame.twasanukaKutwasanuka kururama kwechinhu chambenge chakakombama kana...twasanuraKururamisa pakakombama.twasukaKutwasanuka.twasuraKudzvanyanura nenzira yeruzivo.tweKana munhu akati twe anenge aburitsa mweya, zvinonzwika...twiKuti twi kutwasanuka kwechinhu.twi-iKuti twi-i kumira zvakanyatosorurama. Muti usina zita...twinzuraKutwinzura kurova munhu zvishoma nekashamhu kadiki...twiri twiriKuti twiri twiri kuseka kuno kusvotesa mukati.twiririKuti twiriri kuramba wakatarisa panzvimbo imwe chete.TwittertwittertwizagiraffetwoIri idzitsi rechivakashure chomupanda 13. Tupuka tuzhinji...tyatensetyairadrivetyakaTyaka ruzha runoitwa nemakumbo en'ombe kana ichifamba.tyaka tyakaKuti tyaka tyaka kurira kunoita mumabvi memunhu, achifamba...tyakairaKutyakaira kufamba kwemhuka dzakaita sen'ombe nedzimwewo.tyavaTyava itambo yakakoswa yakareba, inosungirwa parutanda...tyeKuti tye kutsemura kamuti, sezvinoita munhu anenge...tyesaKutyesa kumona jira kuita hata yaunoisa mumusoro kuti...tyezaKutyeza kumwa mukaka uchibuda mumunyatso wen'ombe, usati...tyi tyi tyiKuti tyi tyi tyi kuseka kokusvotesa umwe.tyiraKana uchityira munhu pfungwa dzako dzinenge dzisina...tyisafiercetyisidzirablackmailtyityidzaKutyityidza kuseka netumanzwi twakatetepa, kunoitwa...tyityidzirafrightentyoKana munhu achinzi ati tyo anenge achinzi adzikame.tyoikuvhunika, sezvingaite rukuni.tyokabreakabletyonihedgehogtyoradisobeytyoreraKana ukatyorera chinhu unenge wachiisa muhomwe mako kana...tyotyorotyoKuti tyotyorotyo kusvika pane vamwe.tyotyotyoKuti tyotyotyo ruzha runoitwa nemuti unenge watemwa wava...tyuKuti tyu kubaya nechinhu chakatesvera mberi sepfumo kana...tywa tywa tywaKuti tywa tywa tywa ruzha runoita mashizha anenge...tywakatikaKana munhu achitywakatika anenge achifamba achitsika...tywanyuKuti tywanyu kupwanya-pwanya nemazino nyama yakanyorovera...tywatywanyu tywatywanyuKuti tywatywanyu tywatywanyu kutsenga zvinhu zvakaita...tywatywatidzaKutywatywatidza kukanga-kanga nyama kana humwe usavi pamoto.tywatywatikaKutywatywatika kutsengeka kunoita kudya kwakaita senzungu...tywiKuti tywi kupinza ruoko muhomwe.tywi-iKuti tywi-i kuchema kunoita makonzo kana mbeva.tywiki tywikiKuti tywiki tywiki ruzha tunoitwa nemasipiringi e-mubhedha.tywitywidzaKutywitywidza kuchema kunoita gonzo kana mbava.tywiyoKuti tywiyo kuchema kunoita hukwana.

Everything here, offline, in your pocket.

The full dictionary, every proverb, all sixty totems and the riddles. No data, no ads, no account.

Get it on Google PlayDownload on the App Store