Duramazwi
Mazwi ane T.
1374 Shona headwords beginning with T, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 5 pa6
tsuvaTsuva rudzi rweuswa hunomera mumatoro, hunoita kamudzi...tsvaunknowntsva-aKusviba.tsvabiKuti tsvabi kufamba uchikamhina.tsvabidi tsvabidiKuti tsvabidi tsvabidi kufamba uchiita zvokukamhina.tsvabikaKana munhu achitsvabika, anenge achifamba asingatsiki pasi...tsvadi yadiKana vanhu vachiti havachaoni tsvadi yadi yenyaya vanenge...tsvaduKuti tsvadu kuwisa muti kana chimwe chinhu, mushure...tsvaduraKutsvadura kuwisa muti mushure mokuutema kamwe chete.tsvagafind; searchtsvagiridzaKutsvagiridza kuedza napose paunogona kuti uwane chinhu...tsvagurudzaauthenticatetsvagurudzoZvidzidzo ruzivo pamatambudziko (research results).tsvaiKuti tsvai kupedza chinhu zvokusiya pasisina.tsvairacleanuptsvaira dangaKana munhu achinzi akatsvaira danga anenge asisina...tsvaira dotaKutsvaira dota kushanya kwekutanga kwemukwasha...tsvaira dzihwa nerezaKana munhu achinzi ari kutsvaira dzihwa nereza anenge...tsvairoTsvairo ibundo rakasimba rinoshandiswa kubvisa marara...tsvakalocatetsvakurudzaImwe nzira yekunyora tsvagurudza.tsvakurudzoquesttsvame tsvameKuti tsvame tsvame kuva pamwe chete uye kuenderana...tsvanaTsvana mwana wemhembwe kana wemhene.tsvanzvaNhengemi.tsvanzvadziraKutsvanzvadzira kutsvaka chinhu murima uchiita...tsvaraKutsvara kuteta-teta pasi kunoitwa nehuku ichitsvaka...tsvarakadengaUyu musikana murefu, akanaka chaizvo pameso uye pachimiro...tsvarangidzaKutsvarangidza kupedzisa zvimuto zvinenge zvasara mundiro...tsvaranguKuti tsvarangu kutetenura nokutsvaka zvinenge zvakafusirwa...tsvaratsvataigumbo rehuku kana reshiri.tsvaruKuti tsvaru kurova kana kumukwenya zvishomashoma.tsvataKutsvata kuitira mumwe munhu zvinomurwadza uchida uye...tsvatikaKutsvatika kudira mvura shomashoma mune chimwe chinhu.tsvatsvaTsvatsva ibundo rakasimba rinomera pane matombo...tsvatuIri izwi rinoshandiswa pamunhu ane nharo, paanenge awirwa...tsvatu waroToko waro.tsveKuti tsve kuisa chawakabata pasi.tsve-eKuti tsve-e kutsvedzemuka kunoita anenge afamba...tsvedaKuti tsveda kugara rimwe divi romuviri rakakwirira, rimwe...tsvedemuKuti tsvedemu kudonha mushure mekunge watsika panhu...tsvedukaKutsveduka kuwira pasi kwemunhu atsika panotsvedza.tsveduraKukonzera kutsvedza pamberi pedare.tsvedzaslipperytsvedzemukaKutsvedzemuka kuwa kwemunhu kana chimwe chinhu chinenge...tsvedzererasmoothtsvedzukaKana ukatsvedzuka unenge watadza kumira kwazvo, mushure...tsvemereKuti tsvemere kuva pedo napedo kweari kudzingirirwa neari...tsvemeredzaKutsvemeredza kuita kuti vanhu kana zvimwe zvinhu zvive...tsvendaKuti tsvenda kugara rimwe divi romuviri rakakwirira, rimwe...tsvendamaKutsvendama kumira wakazvitsigisa nemudhuri kana chimwe...tsvenesanctuarytsvenenzvekaKutsvenenzveka kuchekererwa zvakaenzana nokutsvedzerera...tsvenenzveraKutsvenenzvera kuita kuti chimwe chinhu chienzane uye...tsverereKuti tsverere kuridza pembe.tsveruKuti tsveru kubata munhu zvinyoronyoro kuti umupe nyevero.tsverudzaKutsverudza kuita kuti mumwe anyare kana kusvoda.tsverukaKunyara.tsvetaKutsveta kuisa pasi chinhu chaunenge wakasimudza.tsveteTsvete kutaura kwekufadza munhu asi mukati mazvo musina...tsvete-eKana panzvimbo pakati tsvete-e zvinhu zviripo zvinenge...tsveteraKana uchitsvetera unenge uchiisa dovi kana majarini...tsvetsvaKutsvetsva kutaura kunoita mukomana kumusikana...tsvetsverereKuti tsvetsverere kuzvuva chinhu pasi uchifamba nacho.tsvetsveya tsvetsveyaKuti tsvetsveya tsvetsveya kufamba usingatsiki zvakanaka...tsvetsveyaraKutsvetsveyara kufamba usingatsiki zvakanaka, kazhinji...tsvetuKuti tsvetu kufambisa rurimi pane chimwe chinhu.tsvetudzaKutsvetudza kuita kuti mumwe munhu ananzve chikafu kana...tsveturaKutsvetura kufambisa rurimi pachikafu kana chimwevo chinhu.tsveyaKuti tsveya kugara kwechinhu, rimwe divi racho...tsveyamaKana chinhu chakatsveyama chinenge chakarerekera rutivi.tsviTsvi mweya unonhuwa, wemunhu akagutisa, unobuda mukanwa...tsvi-iKuti tsvi-i kuridzira imbwa muridzo kuti idzingirire mhuka.tsvidigikaKana rumuti ruchinzi rwakatsvidigika runenge...tsvigirisugartsviki tsvikiKuti tsviki tsviki ruzha runoitwa nevhiri rinochekera...tsvikidzaKutsvikidza kutambisa muswe kunoita imbwa.tsvikinyidzaKutsvikinyidza kuedza kukwana kana kupinda nepasina...tsvikitiKana munhu akati tsvikiti anenga akasimba chaizvo.tsvikitidzaKutsvikitidza kuita kuti chinhu chinatsomira zvakanaka.tsvikitikaKutsvikitika kuva munhu mutano, akasimba chaizvo.tsvikuKuti tsviku kutora chinhu pasi, wobva waenda nacho.tsvikudzaKutsvikudza kubatsira mumwe munhu kusimudza mutoro unorema.tsvimbosceptertsvimborumebachelortsvinadirttsvindaimmaculatetsvingaKutsvinga kuisira mu- mwe gumbo rako mberi kwake kuti awe.tsvingoTsvingo inzvimbo ine dzimba dzakavakwa nemabwe.tsvinguTsvingu mukadzi ane murume wake, asi achidanana nevamwe...tsvinyaKana munhu achitsvinya anenge achidada, achiona vamwe...tsvinyiraKana ukatsvinyira munhu unenge wataura uchitaridza...tsvinzviririKuti tsvinzviriri kuwisirana pasi kwevanhu vanenge...tsviriMhombwe.tsviri tsviriKuti tsviri tsviri kurira kunoita shiri kana ichinge yaona...tsviririKuti tsviriri kurira kunoita simbi kana ichikweshwana...tsviriridzaKutsviriridza kuchema nezwi dete.tsviririkaKutsviririka kuita ruzha rutete runoenda kure, sezvino-ita...tsviriririKuti tsviririri kuoma kwenyaya inenge ichitongwa, pasina...tsvitoTsvito imhuka hono inenge yakura.tsvitsaTsvitsa mukadzi anenge achangoroorwa.tsvitsviririKuti tsvitsviriri kumira kune kakurira kunoitwa nemotokari...tsvituKuti tsvitu kubatwa zvine simba, zvokuti hauzokwanisi...tsvitu-tsvituKuti tsvitu-tsvitu kudonha kwemunhu mushure...tsvitukaKutsvituka kuwira pasi pamwe chete nezvawange wakatakura.tsviyochinokonzera kuti izvimonyorore mutsipa ichiita seyadzipwa.tsviyohohoTsviyohoho rudzi rweshiri diki ine bumu nebesu guru.tsvoIzwi rinoreva kufuma.tsvo-oKana uchiti tsvo-o une-nge uchidira mvura kana chimwe...tsvo tsvo tsvoKuti tsvo tsvo tsvo kunaya kwemvura yakawanda chaizvo.tsvoboKuti tsvobo kubvisa chinhu pachakabairirwa uchiita...tsvoboraKutsvobora kubvisa chinhu pachinenge chakabairirwa uchiita...tsvodakisstsvodoTsvodo kurumanisa miromo, kana kuisa muromo pane imwe...tsvomaTsvoma inzvimbo iri nechepamusoro pehuma, inotefenyeka...tsvomanaKana vanhu vakatsvomana vanenge vatadza kuwirirana...tsvoritsvotoTsvoritsvoto muchero unowanikwa mugomo, unovavira, uye une...tsvororoKuti tsvororo ruzha rwokuyerera kwemvura yasara shoma...tsvororodzaKutsvororodza kudira mvura kana chimwe chinhu uchiita...tsvorororoKuti tsvorororo kudurura mvura ichibuda zvishoma...tsvotiRuzha rwemvura inobuda nenzira kwayo.tsvotsvomaKana mvura ichitsvotsvoma inenge ichiteukira pasi...tsvotsvomedzaKutsvotsvomedza kunaya kwemvura zhinji kwazvo.tsvudumukaKutsvudumuka kubva ganda repamusoro, mushure...tsvukaKutsvuka kuva noruvara rwakaita serweropa.tsvukiriraKana chokudya, chakaita senyama, chichinzi chakarsvukirira...tsvukirisazvekuti chinosara chichitora mwoyo.tsvukuredtsvukuruKuti tsvukuru kuva neruvara rwakada kuita serweropa.tsvukurukabeigetsvukurukuKuti tsvukuruku kuva noruvara rwenhunguru yaibva.tsvunguTsvungu ihura dzorukweza dzisina vana vakati tsvete nehura...tsvunhaKana munhu akatsvunha anenge araitira pabhuku kana pamwe...tsvuraKutsvura kuita zvinopikisana nechinhu chinoera.tsvusaTsvusa in'ombe inourayiwa parufu kuti vanhu vawane usavi.tsvutsvuTsvutsvu ihari yedoro inopiwa vanhu panhimbe panguva...tsvutsvudziraKutsvutsvudzira kuita kuti imbwa ifembedze hwema hwemhuka...tswa tswa tswaKuti tswa tswa tswa kurira kunoita mashizha akaoma kana...tswakataKuti tswakata kuita ruzha kunoita munhu anenge achifamba...tswakatikaKutswakatika kuita ruzha kwemashizha akaoma kana achinge...tswandabaskettswatswaMutswatswa.tswiKurira kwechinhu. Kuti tswi kurira kunoita mabhureki...tswikitswikiKana miti yakati tswikitswiki inenge yakamera pedo napedo...tswinyaKutswinya ziso kurivhara nekurivhura nekukurumidza...tswinyiraKana munhu akatswinyira ziso anenge akariti vharei, rimwe...tswitiChitswiti.tswitswitswiTswikitswiki.tuKuti tu kurova netyava.tu-uKuti tu-u ruzha runoitwa netyava kana nepfuti.tubaChituba.tubuKuti tubu kuchera mvura mumugomo nomudziyo uchibva wauzadza.tubukaKutubuka kudzurika kunoita danda kana rumuti rwakatsirwa...tuburaKutubura kukakata nokubudisa hoko kana chimwewo kubva...tubvuKuti tubvu kuchera mvura nomukombe kana kapu.tubvukaKana muchero waibva uchitubvuka, unenge uchibvuma kufovera...tubvunyaKutubvunya kubaya-baya muchero neminwe, uchida kunzwa kana...tubvunyukaKana munhu akatubvunyuka anenge akaruka abuda paanga...tubvuraKutubvura kushandisa kamudziyo kadiki kuchera chinhu...tuchaKuti tucha kuzara kusvika pamusoro.tuchairaKutuchaira kungofamba zvisina chinangwa. _Ndamuona...tuchikaKana uchituchika unenge uchirova neshamhu nhete.tuduKuti tudu kurudunura pakasonwa neshinda, uchidambura...tuduraKutudura kudhonza chimwe chinhu kubva pakadzika.tudyosnacktudyuKuti tudyu kubaya nebanga kana mumwe mudziyo wakapinza.tudzuKuti tudzu kungoerekana munhu ava panzvimbo yakakwirira.tudzukaKutudzuka kukaruka wangoonekwa.tudzunukaKana chinhu chakabatwa nesimba chikatudzunuka chinenge...tuguKukwira kweutsi kana huruva mudenga.tuguduKuti tugudu kubvisa zvakaita sembambaira, mudzi kana danda...tugukaKana chinhu chichituguka chinenge chichibuda...tuguraKana uchitugura unenge uchipisa marara kana zvimwewo.tuhwinabathetuhwinhaswimtukainsulttukanaKana vanhu vakatukana vanenge vakandidzana mashoko...tukiriraKutukirira kuudza mumwe mashoko akaipisisa anorwadza.tukuTuku isango rine miti midiki yoga yoga.tuku tukuKana zvinhu zvakati tuku tuku zvinenge zvakawanda uye...tukudzaKana chinhu chakaita segonye chichitukudza chinenge...tukumaKutukuma kuzvimba kunoita nhengo yomuviri.tukumbaKutukumba kuchera pasi.tukunuKana chinhu chikati tukunu chinenge chakaruka chabuda...tukunu tukunuKuti tukunu tukunu kuzvimba nokukasika kunoita nhengo...tukunyaKana gonye richitukunya muvhu rinenge richiteketudza kuti...tukunyuKufamba kana kunyuruka kubva muvhu.tukunyudzaKutukunyudza zvimanikidza kupinda pausingakwani...tukunyukaKutukunyuka kungoereka munhu anga asingaonekwi abuda...tukunyuraKutukunyura kuwana chinhu chaunoda usingazvifungiri.tukunyutsaKutukunyutsa kunetsana nemunhu kana mhuka, uchiitandanisa...tukuraKutukura kugara upenyu hwakanaka, uine zvose zvaunoda.tukushuKana munhu akati tukushu anenge audzwa kuti aite chimwe...tukutaKutukuta kuchera mwena kunoitwa negurwe.tukutiraKupinda pakamanikidzika.tumadesignatetumbaKutumba kungoerekana wawana chinhu usingazvifungiri.tumbareTumbare igonye rinozviputira nenamo yaro, rinorezuka...tumbatumbaTumbatumba igonye rinogara mukamba karo, kakaumbiridzwa...tumbeKuti tumbe kuita kunge wakagara pazvitsitsinho asi magaro...tumbiKuti tumbi kumira uchiratidza kukatyamadzwa, kana kuti...tumbi tumbiKuti tumbi tumbi kufamba uchitsvaga chaunoda, asi usina...tumbi tuzuKana munhu angoti tumbi tuzu, anenge angomira...tumbidzikaKutumbidzika kufamba zvisina njere, usingazivi kwaunoenda.tumbuMatumbu.tumbukaKana chibage chatumbuka chinenge chabuda muchekechera.tumburaKana ukatumbura munzwa unenge waubvisa pawanga wakabaya.tumbwiKana chinhu chiri mumvura chikati tumbwi chinenge chabuda...tumhaKana chinhu chikanzi chatumha chinenge chatsva.tumhairaKutumhaira kufamba munhu achiita zvekuzvizunza muviri...tumidzaKutumidza kupa zita kumwana kana kumhuka.tumikaKana munhu achitumika anenge achibvuma kuita zvaanenge...tumiraremittunaKuzenzera pamberi pedare.tuna tunaKuti tuna tuna kungomira vanhu vasingazivi zvokuita.tundaKutunda kuburitsa mvura kubva mumuviri nekuzasi.tunduMutundu.tundumara [-tunhumara, -dhundumara]Kana panhengo yemuvi pakatundumara panenge pakazvimba.tundumwaKuti tundumwa kuramba wakaisa muromo pamudziyo, une chauri...tunduruKuti tunduru kugara panzvimbo pakakwirira kwazvo.tundurukaKutunduruka kuzvimba kana kukukumuka kwepenenge pakuvara.tungaKubaya nechinopinza.tungamidzaKutungamidza kuisa chimwe chinhu pamberi, iwetungamiraleadtungamiriraguidetungeKuti tunge kubatidza moto nemechisa kana nezvimwewo...tungidzaKana uchitungidza unenge uchiisa mazimbe kana mechisa...tungiraBudtungunduTungundu chirwere chen'ombe inenge ine makonye mudumbu...tunguzuzuKuti tunguzuzu kumira usingazivi zvokuita.tunhaKutunha kutaura uchikurudzira kuti mumwe aite chimwetunha tunhaKuti tunha tunha kufamba kwemunhu anozvida achida kuti...tunhaidzaKutunhaidza munhu kumukurudzira kuita zvinhu nesimba asi...tunhidzaKana uchitunhidza unenge uchitaura mashoko akanaka...tunhidziraKana munhu achitaura achitunhidzira anenge achiwedzeredza...tunhidzwaKana munhu achinzi akatunhidzwa anenge akaregererwa...tunhiraKutunhira kuregerera kunoita vabereki mwana achiita...tunhumuKana nzvimbo yakati tunhumu inenge yakakwirira.tuniraKutunira kusimudza musoro wakatarisa mudenga.tununikaKana munhu achitununika anenge achingofamba zvisina...tununu tununuKana munhu achiti tununu tununu anenge achifamba...tunzaKufudza mhuka nenzira iyoyo.tunzvaKudaidzira mhenya nenzira yeruzivo.tupfuKuti tupfu kuregedza chinhu chawanga wakabata.tupfunuKuti tupfunu kuita kuti pakasungwa paregedzeke.tupfunukaKana jira rakasungirirwa muchiuno rikatupfunuka rinenge...tupfunuraKutupfunura kuita kuti pakasungwa paregedze.tupiraKutupira kupinda mumvura vanhu vachikandira mambure.tupuKuti tupu kudzura chakamere pasi.tupukaKana chinhu chakatupuka chinenge chakareba kupfuura zvimwe...

