Kwaunobva/Duramazwi/T/tsvatu waro
Duramazwi
Toko waro.
Nechemumwoyo ndaingoti tsvatu waro.
Vanhu vakati, tsvatu waro ngaarohwe muchinda uyu.
tsve
Kuti tsve kuisa chawakabata pasi.
tsve-e
Kuti tsve-e kutsvedzemuka kunoita anenge afamba nepanotsvedza.
tsveda
Kuti tsveda kugara rimwe divi romuviri rakakwirira, rimwe rakadzikira.
Swipe for the next word