Duramazwi · zita
Isvungu
Zvinoreva
Ruzha rwemvura inobuda nenzira kwayo.
Kuti tsvoti kudira mafuta kana mvura shomashoma.
1

Matsvoti imvura kana zvimwewo zvakaita semvura, zvakawanda chaizvo.
Matsvoti imvura yakawanda inonaya kwenguva refu isina kuvara.
2

Zvakafanana
Isvungu
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsvotsvoma
Kana mvura ichitsvotsvoma inenge ichiteukira pasi yakawanda zvikuru, zvinotonzwika ruzha.
VerengaSwipe for the next word