Duramazwi
Zvinoreva
Kuti gubhu kupinda mumvura uchiipfachaidza.
Kuti gubhu kupfachuka kwemvura kubva muchinhu chakaita sedende.
1

Mvura yakati gubhu kubva mumugomo pandakaugumha.

2

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gubhura
Kugubhura kurasa zvinhu zvakaita mvuramvura, zvinenge zviri mudende kana mumwewo mudziyo.
VerengaSwipe for the next word