KwaunobvaDuramazwiGgu

Duramazwi

gu

Zvinoreva

Kuroverana kana kusangana.

Kuti gu kutarisa munhu kwenguva refu.

1

Kuroverana kana kusangana.

Kuti gu kukutura zvinhu uchirovarova mazvinenge zviri.

Chigugugu ibhutsu yakareba ine hiri hobvu inofamba ichirira ichiti gu gu gu.

2

Kuti gu kurovera kwechinhu pane chimwe.

3

Kuti gu kusangana kwevanhu vanga vasina kuzvironga.

4

Kuti gu kukutura zvinhu uchirovarova mazvinenge zviri.

Iti gu gaba iri, munyu wose ubude.

5

Kuti gu kutarisa munhu kwenguva refu.

Iti gu gaba iri, munyu wose ubude.

Kuti gu kukutura zvinhu uchirovarova mazvinenge zviri.

Kuti gu kusangana kwevanhu vanga vasina kuzvironga.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gube

Gube munhu anoita zvinhu zvoutsotsi asi asina vakawanda vanoziva kuti ndiwo mabasa ake.

Verenga

Swipe for the next word