Duramazwi
Zvinoreva
Kana ukatsvinyira munhu unenge wataura uchitaridza kumusvora kana kumumhura.
1
Kana ukatsvinyira munhu unenge wataura uchitaridza kumusvora kana kumumhura.
Chokwadi munhu waaive atsvinyira kudaro kwakukungoramba achiuya chete achiti ndinozobatsira Natty.
Kana ukatsvinyira munhu unenge wataura uchitaridza kumusvora kana kumumhura.
Iri izita rokutsvinyira munhu ane ganda rine ushava hwakanyanyisa.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsvinzviriri
Kuti tsvinzviriri kuwisirana pasi kwevanhu vanenge vachiumburudzana.
VerengaSwipe for the next word