Duramazwi
Mazwi ane T.
1374 Shona headwords beginning with T, each with its English meaning, Shona explanation and example sentences.
Peji 3 pa6
timbinuraKutimbinura chinhu kuchichera nokuchibudisa muvhu.timboKuva netimbo kuve nemoyo wakaipa zvikuru.timburaKutimba.timbwaTimbwa chuma chemuhuro chakagadzirwa nemhodzi, tsanga kana...timbwiKuti timbwi kunyika gumbo mumvura.timhairaKutimhaira kufamba kunoitwa nemunhu asina chinangwa.timuTimu vanhu vanoungana kuita chikwata chokutamba mitambo...tindaKutsungirira nenzira yeshungu diki.tindiKuti tindi kurira kunoita ngoma ikange yarohwa kamwe chete.tindi-iKuti tindi-i kuita ruzha rukuru rwungafanana nerwungaita...tindi tindiKuti tindi tindi kurira kunoita ngoma.tindikaKana munhu achitindika anenge achitaura asingabudi pachena.tindimaraKutindimara kufamba magaro achitamba-tamba, achinge...tindindiKuti tindindi kurara pasi komunhu akafa.tindindikaKana munhu achitindindika anenge achifamba achiita sokunge...tindinyaKuti tindinya kuwanikwa kwemunhu akafa pasina anenge...tindinyaraKana munhu achitindinyara anenge achifamba achitambisa...tindirikishiKuti tindirikishi kugara pasi, usina hanya nemagariro kana...tindivadzaKutindivadza chinhu kuchiita kuti chisasachena chobva...tindivara [-tindiwara]Kana nhumbi yatindivara inenge isisacheni nokuda...tindizaKuti tindiza kumanya une chinangwa chaunoda kuzadziki-sa.tindizhikaKana munhu achitindizhika anenge achifara, asi iye aitira...tinejaTineja munhu wechidiki ane makore ari pakati pegumi...tingaKuti tinga kusanganidzana nemunhu wawakavengana naye.tingini [tiningi]Kuti tingini kudzvinyika pakati kwechinhu chakareburuka.tingitingiTingitingi izita rokushora ringapiwa munhu.tingu tinguKuti tingu tingu kurira kwengoma.tinguraKana munu achitingura anenge achingofamba pasina...tinhaKana uchitinha zvipfuwo, unenge uchiita kuti zvifambe...tinha tinhaKuti tinha tinha kufamba munhu achitambisa magaro zvisina...tinhaidzirweKana munhu achinzi nditinhaidzirwe anenge achizikanirwa...tinhairaKana munhu achitinhaira anenge anenge achifamba...tinhiKuti tinhi kurunga muriwo kana tii zvakapfurikidza mwero.tinhidzaKutinhidza kurova ngoma kana munhu zvine simba.tinhimaKuti tinhima kugara kwemunhu ane muviri muhombe...tinhimaraKutinhimara kufamba munhu usina kupfeka.tinhimuKuti tinhimu kurova chinhu zvisina kusimba, uchishandisa...tinhiraKana motokari ichitinhira inenge ichiita ruzha, ichifamba...tininiKuti tinini kumira kunoita nzeve kana muswe wemhuka.tinyaclicktinya tinyaKuti tinya tinya kufamba uchisimudza magaro.tipaKana munhu akakutipa anenge akupa mazano okuti ubudirire...tipfuKuti tipfu kubaya kwechinhu chakaita sepfumo. Akakanda...tipfuraKutipfura kurova chimwe chinhu negumbo zvakasimba.tipindewoIri izwi rinoshandiswa nemunhu anenge achida kuti vanhu...tipitiraKana uchitipitira unenge uchinyudza banga munwiwa kana...tipudzaKana uchitipudza unenge uchibvisa munzwa pawabaiwa.tipukaKana munzwa uchitipuka unenge uchibva pawanga wakabaya.tiraKutira kujairira nhamo kana marwadzo.tirambetiTirambeti chiridzwa chebhosvo rinoridziswa mimhanzi...tirangoMumasvomhu tirango ishepu ine mativi matatu.tirauroachengete nhaka, mari kana pfuma yemunhu, vanhu kana...tirembuTirembu tupuka twemugungwa tunosanganisira tuhozhwe...tirenaKana munhu achitirena anenge achidzidzira basa raachazoita...tireratrailertireyitraytirimuKana munhu achiti tirimu anenge achiti akatumwa chinhu...tirimukaKana uri munhu anotirimuka, unenge uchiti kana ukataurirwa...tirimutsaKana ukatirimutsa munhu unenge waita kuti anyatsoziva...tiringindiKuti tiringindi kuedza kuita chimwe chinhu, asi...tirinhirikaKana ukatirinhirika unenge wafambira zvimwe zvinhu...tiriraKana uchitirira unenge uchimiririra matambudziko...tiririKuti tiriri kurwa kwavanhu vakawanda panguva imwe chete.tirokoTiroko ikamuri rechitima rinohakichwa nokukwevewa nemusoro.tiroriTirori kangoro kanowanzoshandiswa musupamaketi kana...tishutissuetisipunuTisipunu chipunu chidiki chinoshandiswa pakutoresa shuga...tisiyaKana panhamo munhu achinzi atisiya zvinenge zvichireva...tisvaKuti tisva kupinda mukati kwechinhu mushure mekunge...tisvikewoIri izwi rinoshandiswa kana munhu achisvika pamusha pasiri...titaKurita kumhanya mutunhu murefu usina kumbomira.titidzaKutitidza kumhanya zvine mutsindo mukuru.titimuKuti titimu kungosimuka kwevanhu vese panguva imwe.tititiKuti tititi kunyudza banga kana chimwe chinhu muchinhu...tiuKuti tiu kurova ngoma kamwe chete uchishandisa chanza chako.tiuraKana munhu achinzi ari kungotiura anenge achingofamba...tivagodoTivagodo ishiri yakaita pfumbu ine muhuro mutema, inodya...tivuKana munhu akati mumwe tivu anenge amurova zvakasimba.tiwiraKana munhu achinzi akatiwira anenge achikwanisa kutarisa...tiya tiyaKana munhu akati tiya tiya anenge arivara nguva yaanga...tizafleetiziraKutizira kumhanya uchienda pamwe panhu kazhinji uine...tizisaKutizisa kuroora mukadzi achiita zvokuperekedzwa kumurume...to-Ichi chiitogama chinoratidza zvinhu zvakaitika kare kana...toboraKutobora chinhu kuchikakata zvinyoro-nyoro chichibva...tobvoKuti tobvo kutsika muzvinhu zvakaita semadhaka...tochaidzaKutochaidza munhu kumunyadzisa pazere vanhu.tochitorchtochoraKana munhu akatochora ziso anenge aribvisa mugomba maro...todaKutodora.todoKana mvura kana chimwewo chinhu chikati mumudziyo todo...todogoKuti todogo kuedza kubvisa chinhu chakaoemerera muvhu.todoraKutodora kumenya nyimo nyoro dzakabikwa uchiita zvokusvina...todzaKana munhu achinzi akatodza munhu waane ukama naye anenge...todzviKuti todzvi kunyura sezvinoita zuva.tofairaKutofaira kufamba munhu akaita kunge kukotamira.toforaKutofora kuboora chinhu chakatefeteka.togokaKutogoka kupfumbuka kunoita utsi huchikwira mudenga.toiKuti toi kuonekwa kamwe chete kwechinhu chinotaima...toi toiKuti toi toi kutaima kwechinhu chinoramba chichisimuka...toitoiToitoi kuratidzira kutsutsumwa kunoita vanhu vanenge...tokogloattokononoKana chinhu chakati tokonono chinenge chiri chiduku zvikuru.tokonyaKana ukatokonya munhu kana chimwe chinhu unenge wachibaya...tokonya pfungwaKana chinhu chichitokonya pfungwa chinenge chichikuita...tokweTokwe idzvinyu rinofamba zvishomanene.tombiTombi izita rinodanwa naro kamwanasikana kadiki nevamwe...tombo-Ichi chiitogama chinotaridza kuti chimwe chinhu...tomeneTomene izwi rinoshandiswa naananyakutaura kuti vanozvireva...tomhokaKana munhu achitomhoka anenge asvetuka achikwira mudenga.tomoraKutomora kudya chibage chekutanga kuibva mumunda chegore...tomumuzzletomukaKutomuka kujanhuka uchienda mudenga.tonamendiTonamendi hurongwa hwemitambo hwokuti matimu anokwikwidza...tondedzaKuyeuchidza.tondekaKutaridza muviri nenzira yekutaridza mberi.tonderaKutondera kufunga zvakamboitika kana zvakambotaurwa kare.tondoriKuti tondori kureba zvikuru kwemunhu.tongaconvicttonganisaKutonganisa vanhu kuunza vanhu vakakonana nokuvabvunza...tongationeKana munhu achinzi ane tongatione anenge ane mushonga...tongerwaKutongerwa kupiwa chirango pamhosva yaunenge wakapara...tongesaKana uchitongesa munhu unenge uchimubvunza mibvunzo...tongombeyaTongombeya ikapu kana chikari chedoro chinoererwa doro...tonhaKutonha kuseva nechokure, kuti muto usapera nokukurumidza...tonhoKuti tonho kupera kudziva kwechinhu chambenge chichi-tonho-oKuti tonho kunyarara zvakanyanya kwemunhu ambenge...tonhodzaKutonhodza kuita kuti chinhu chinopisa chipere mudziira.tonhoraKana kunze kuchitonhora kunenge kuine chando, vanhu...tonhoreramildtonhorerwaKana munhu achinzi atonhorerwa anenge aitirwa zvinomuita...tonisaKutonisa kuita zvinhu zvinorwadza mumwe munhu.tonjeMbeu dzekare dzinodyiwa (dhumbe).tononaKana munhu akatonona anenge akaita seakagara pazvitsinho...tonongoKuti tonongo kubvisa zvakaita semhodzi mukati...tonongoraKutonongora kubvisa mhodzi mukati memavhuru-vhuru enhanga...TonytonytoonoraKana munhu achitoonora waya anenge achiitwasanudza.topiTopi munhu anoita basa rekutsotsa vamwe.toporaKana uchitopora unenge uchichera kakomba nekatanda kana...topuTopu imhando yefetiraiza inoiswa pachibage kuti chipakate.toraabsorbtora chikamuparticipatetoranaKana mukomana nemusikana vakatorana vanenge varoorana.toredzeraadopttoreraseizetoresaKana vabereki vachitoresa mwana chitupa vanenge vachipa...toroKuti toro kumanya chaizvo uchitevera, kutiza kana...torododoChakwata.torongaToronga rudzi rwemhiripiri inoita tuvana tudiki tunovava...torongotororiroTororiro mutambo wavana vadiki kunyanya, wavanenge...torwaKana munhu akatorwa mazwi nevaroyi anofuma asingagone...tositatoastertosititoasttosvoranaKana vanhu vakatosvorana vanenge vakonana zvikuru.totaKutota kuve nemvura panhumbi kana pamuviri wako.totitottototaKutotota kusarudza zvaunoda uchibvisa pane zvausingadi.tototoKachasu.totsaKukandira.tovaKutova kuita kuti pakazvimba paserere uchipadzvanyidzira...toweKuti towe kumira panzvimbo pasina chauri kuita.TownshiptownshiptoyitoytozoKuti tozo kudonha uchibva panzvimbo yakakwirira.tozomokaKana uchitozomoka unenge uchidonha kubva mumuti.tozomokoKuti tozomoko kudonha kubva mumuti.tozomoraKutozomora kuita kuti munhu kana chimwe chinhu chiri...transporttransportationtsaKuvhura patsva nenzira yehupenyu.tsagaMunhu ane meso akati tsvetee.tsaiyaTsaiya ihari diki inobikirwa sadza.tsakaTsaka mazimbava akaita sumbu anenge ari muhuro memhuka...tsakamireTsakamire rudzi rwemupini webadza kana sanhu wakareba.tsakataKana chinhu chikati tsakata chinenge charashika uye...tsakatikaKutsakatika kurasika kana kusazomboonekwa kwechimwe chinhu.tsaku tsakuKuti tsaku tsaku kutakura chinhu chinorema uchiedza...tsakukaKutsakuka kurembuka kwechinhu chinotsveedza kana...tsamaplentifultsamayaKutsamaya kufamba uchienda kure asi achitarisira kudzoka.tsambacorrespondencetsambakodziHari yekubikira sadza.tsambarafutaUrwu rudzi rwechibhururukwa chinobuda panotanga kunaya...tsambatsiTsambatsi muchero unowanikwa kunyanya mumapani, unotanga...tsamboZvishongo (rutsambo).tsamhuKuti tsamhu kutora kana kusimudza chinhu chisingaremi.tsamhuraKutsamhura kurova negumbo, sezvinoita dhongi kana bhiza.tsamiKuti tsami kuzendamisa musoro pamutsago kana pachimwe...tsamidziTsamidzi imari yaunopa kun'anga, uchibhadhara mushonga...tsamiraKutsamira kuisa musoro pamutsago.tsamitiTsamiti imari yaunopa kun'anga, uchibhadhara mushonga...tsamuChinhu chakareruka chinoshandiswa kurova munhu panze...tsamuraKurova nemumhu duku.tsamutomboTsamutombo imari yaunopa kun'anga, uchibhadhara mushonga...tsamviMuchero unodyiwa nesimba (wild fig).tsamwadespairtsamwiranaKana vanhu vakatsamwirana vanenge vane zvavagumburana vose...tsamwiriraKana munhu akatsamwirira anenge akasunga kume-tsamwisadisappointtsanaKupfuvura nenzira yehupenyu.tsanangudzodefinitiontsananguraclarifytsanangurodefinitiontsandanyamamusculartsangagraintsangadzilawntsangamidziTsangamidzi kabundo kanoita tumidzi twakagonyana...tsanguraso achiratidza kushingirira pane zvaanenge ari kuita.tsanhiUndonda.tsaniTsani idende rine-nge richishandiswa kuchera kana...tsanoTsano ihazvanzi yomudzimai wako.tsanyaKutsanya nenzira yeruzivo.tsanyauKuti tsanyau kusakura nokubvisa bundo parinenge rakamera...tsanyauraKutsanyaura kusakura uchibva wabvisa bundo parinenge...tsanzagraveltsanzaraTsanzara itsiva yakazara nezvimisoro zvemupunga zvinenge...tsanziChikwapuro.tsanziraingenioustsanziridzaKutsanziridza kutsvaga chinhu zvenhamo. Ko tineiko?...tsaonaaccidenttsapataTsapata rukukwe rwasakara zvikuru.tsapiTsapi kamba kadiki kanochengeterwa mhunga kana rukweza...tsapoTsapo kahomwe kadiki kanenge kane zvinhu.tsaraKana munhu kana mhuka ichitsara inenge ichimanya chai-zvo.tsararaKuti tsarara kudira mvura pane chimwe chinhu ichibuda...tsarimbaTsarimba imhodzi dzemiti yakaita semunhondo, mupfuti...tsaroTsaro munda usati wamborimwa. Tsaro inoda kurimwa kaviri...tsarukanaKana chinhu chakatsarukana chinenge chakakosha.tsarukanoKana chinhu chichinzi chine tsarukano chinenge chakakosha.tsataKusarudza.tsatikaKutsatika kubuda zvi-ne simba kunoita mvura kana muto...tsatisaKutsatisa kubudisa mvura kana muto muchinhu uchiita...tsatsaKupfarima.tsatsadzoTsatsadzo isando inoshandiswa pakutswanya makwande emiti...tsatsiTsatsi zvinhu zvakawanda zvakasungwa pamwe chete.tsatyaKana munhu akati mate tsatya anenge aapfira achinowira...tsauKusiya zvawanga uchiita wotevera zvimwe.tsaudziraKana munhu akatsaudzira pakuita chimwe chinhu anenge asina...tsaukadeviatetsaukanaKutsaukana kusafanana kwezvinhu kana kwetsika dza-vanhu.tsauraKutsaura kubvisa zvinhu kubva mukati mezvimwe, kuti zvive...tsauranaKupandana.tsauriraKana munhu achitsaurira zviyo anenge achibvisa zvimwe...tsayaMatama emunhu (cheeks).tsaya-tsayaKutsaya-tsaya kuedza kuti zvinhu zvifambire mberi nyangwe...tsedeguKuti tsedegu kugara kunoita chinhu changa chakatsigirwa...tsedemukaKana matombo akaturikidzana atsedemuka anenge apatsanurana...tseduKutsvedza kweruzivo.tseka

