Duramazwi
tinha
-svusvumisa-risa
Duramazwi
Kana uchitinha zvipfuwo, unenge uchiita kuti zvifambe zvichienda kwaunoda.
Kana uchitinha zvipfuwo, unenge uchiita kuti zvifambe zvichienda kwaunoda.
Kuti tinha tinha kufamba munhu achitambisa magaro zvisina unhu.
Akapinda muchuru achitinha mombe, akabudamo akakanurwa maoko ose nomuchecheni.
Takaronga kugadzika zvitinha mumutsetse kuti tiwane kuzviverenga.
-svusvumisa
-risa
Duramazwi
01 / 03tinha tinha
Kuti tinha tinha kufamba munhu achitambisa magaro zvisina unhu.
VerengaSwipe for the next word