Duramazwi
Zvinoreva
Kana munu achitingura anenge achingofamba pasina zvaanowana pazviri.
1
Kana munu achitingura anenge achingofamba pasina zvaanowana pazviri.
Regotingura uchisiya zvokusakura zvatabvumirana.
Kana munhu achitingura anenge achifamba nenyika asina chinangwa chaicho chaainacho.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tinha
Kana uchitinha zvipfuwo, unenge uchiita kuti zvifambe zvichienda kwaunoda.
VerengaSwipe for the next word