Kwaunobva/Duramazwi/T/tingini [tiningi]
Duramazwi
Kuti tingini kudzvinyika pakati kwechinhu chakareburuka.
Igo rakati tingini pakati paro.
tingitingi
Tingitingi izita rokushora ringapiwa munhu.
tingu tingu
Kuti tingu tingu kurira kwengoma.
tingura
Kana munu achitingura anenge achingofamba pasina zvaanowana pazviri.
Swipe for the next word