Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gweshekweshe vanhu vakawanda kana mhuka zhinji dzinenge dzichifamba dziri pamwe chete.
1
Gweshekweshe vanhu vakawanda kana mhuka zhinji dzinenge dzichifamba dziri pamwe chete.
Amisa mota paasangana negweshekweshe rembudzi.
Gweshekweshe vanhu vakawanda kana mhuka zhinji dzinenge dzichifamba dziri pamwe chete.
2
Idzi imbesa dzinenge dzamera dzakawanda panzvimbo imwe chete.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gwesu
Gwesu chirwere chinoita kuti muviri uvave chaizvo, uye kuti munhu agare achingozvikwenya.
VerengaSwipe for the next word