Duramazwi · zita
gweta
prosecutor · solicitor · attorney · lawrence · lawyer · notary
Duramazwi · zita
prosecutor · solicitor · attorney · lawrence · lawyer · notary
Gweta munhu akadzi-dzira zvemutemo uye anokwanisa kumiririra munhu anenge achitongwa mudare redzimhosva.
Kana munhu achigweta anenge achitya zvakanyanya.
Gweta munhu akadzi-dzira zvemutemo uye anokwanisa kumiririra munhu anenge achitongwa mudare redzimhosva.
Mitemo yenyika inogadzirwa nokutsanangurwa nemagweta.
Gweta parakapedza kuverenga zvakasiya zvanyorwa nemufi muwiri yake, vanhu vakashaya neromuromo.
Gweta rakazopiwa mukana wekuverenga wiri yainge yasiiwa nemufi.
Kana munhu achigweta anenge achitya zvakanyanya.
Gweta rakazopindira ndokutsanangurira gungano raivepo kuti mufi aive neumwe mukadzi waaipota achigara naye uye vaitove nemwana vose.
Gweta munhu akadzi-dzira zvemutemo uye anokwanisa kumiririra munhu anenge achitongwa mudare redzimhosva.
Rupipiro kuita kwemunhu anenge achireverera mumwe anenerwa mhosva kuti asabatwa nayo. Gweta raiva nerupipiro nokuti raiva rabhadharwa.
roya
Duramazwi
01 / 03gweture
VerengaSwipe for the next word