KwaunobvaDuramazwiGgwevaira

Duramazwi

gwevaira

Zvinoreva

Kugwevaira kubva pawanga uri uchienda pamwe, uchizvikweva wakagara. sezvinoita mwana asati akwanisa kukambaira.

1

Chembere yakagwevaira namagaro ichitevera bvute remba.

Kugwevaira kubva pawanga uri uchienda pamwe, uchizvikweva wakagara. sezvinoita mwana asati akwanisa kukambaira.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gwevedzi

Gwevedzi munhu anotumwa nomumwe kundomupfimbira musikana.

Verenga

Swipe for the next word