Duramazwi · zita
tsananguro
definition · justify · overview · description · explanation
Duramazwi · zita
definition · justify · overview · description · explanation
Dudziro yakajeka kuitira ruzivo rwevamwe.
Dudziro yakajeka kuitira ruzivo rwevamwe.
Madimikira abvunzwa ndiwo anofanirwa kunyorwa kwete kuzonyora tsananguro zvakare.
Ndichazama kupa tsananguro uye muenzaniso wamamirire echivanduriro pamhando yoga yoga.
Rangarira kuti kune dzimwe tsananguro dzinogona kuva netsumo mbiri.
Duramazwi
01 / 03tsandanyama
muscular
VerengaSwipe for the next word