Duramazwi
Zvinoreva
Kutindivadza chinhu kuchiita kuti chisasachena chobva chasiya ruvara rwachaimbova nacho.
1
Kutindivadza chinhu kuchiita kuti chisasachena chobva chasiya ruvara rwachaimbova nacho.
Kutindivadza chinhu kuchiita kuti chisasachena chobva chasiya ruvara rwachaimbova nacho.
2
Kutindivadza kuita kuti munhu asanzwa kurwadziwa.
Baba vakati, *mukaramba muchirova mwana munomutindivadza*.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tindivara [-tindiwara]
Kana nhumbi yatindivara inenge isisacheni nokuda kokusawachwa zvakanaka kana kuti inenge yaindwa nechimwe chinhu chisisabvi.
VerengaSwipe for the next word