Duramazwi
tindivara [-tindiwara]
-tondoroka
Duramazwi
Kana nhumbi yatindivara inenge isisacheni nokuda kokusawachwa zvakanaka kana kuti inenge yaindwa nechimwe chinhu chisisabvi.
Kana nhumbi yatindivara inenge isisacheni nokuda kokusawachwa zvakanaka kana kuti inenge yaindwa nechimwe chinhu chisisabvi.
Hembe yakatindivara payakaindwa nemuto wamashuku.
Kana munhu atindivara anenge atojaira mumwe muraramiro wakaoma.
-tondoroka
Duramazwi
01 / 03tindiza
Kuti tindiza kumanya une chinangwa chaunoda kuzadziki-sa.
VerengaSwipe for the next word