Duramazwi
Zvinoreva
Kuti toro kumanya chaizvo uchitevera, kutiza kana kudzingirira mumwe munhu.
1
Kuti toro kumanya chaizvo uchitevera, kutiza kana kudzingirira mumwe munhu.
Panofanira kuva nechiito pamberi penyaudzosingwi zvinopangidza kuti wanzwisisa zvainoreva sokuti Mukai akati toro kutiza.
Pandakabirwa kumba kwangu, ndakataurira mapurisa ukuthi ndaifungira Toro uye aimbotishandira.
Tsuro yakati warawashu ndiye toro kutiza imbwa dzisati dzaiona.
2
Kana imbwa ikati toro inenge ichimanya ichitevera hwema hwemhuka.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03torododo
Chakwata.
VerengaSwipe for the next word