KwaunobvaDuramazwiTtiura

Duramazwi

tiura

Zvinoreva

Kana munhu achinzi ari kungotiura anenge achingofamba zvisina chinangwa kana gwara.

1

Kutiura kuchera pasi uchiita makomba akadzika.

2

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tivagodo

Tivagodo ishiri yakaita pfumbu ine muhuro mutema, inodya michero, inonzwika kurira munguva dzekunaya.

Verenga

Swipe for the next word