KwaunobvaDuramazwiTtititi

Duramazwi

tititi

tika tika

Zvinoreva

Kuti tititi kunyudza banga kana chimwe chinhu muchinhu chakanyorovera uchishandisa simba zhinji.

1

Kuti tititi kunyudza banga kana chimwe chinhu muchinhu chakanyorovera uchishandisa simba zhinji.

Kuti tititi kunyudza banga kana chimwe chinhu muchinhu chakanyorovera uchishandisa simba zhinji.

2

Kana munhu akati tititi mune zvimwe zvinhu anenge angoerekana apinda mazviri asingazivi uye asina chifungidziro. Paakangoti tenu nemugwagwa akazongoerekana ati tititi mubongozozo revairatidzira.

Zvakafanana

tika tika

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tiu

Kuti tiu kurova ngoma kamwe chete uchishandisa chanza chako.

Verenga

Swipe for the next word