Duramazwi
Zvinoreva
Ichi chiitogama chinotaridza kuti chimwe chinhu chakazoregerwa mushure mokuitwa kamwe kana kwekanguva. Kare achine murume ndipo paaitombokasira kuenda kumba kana apedza basa.
Ichi chiitogama chinotaridza kuti chimwe chinhu chakazoregerwa mushure mokuitwa kamwe kana kwekanguva. Kare achine murume ndipo paaitombokasira kuenda kumba kana apedza basa.
Akatenderera nzvimbo dzainetsa kwazvo achipota neseri kwamatombo nemiti.
Tuvana twechidiki teaingoseka hatwo Tanaka ari pasi pamatombo mumadhaga achirohwa zvisina mukare akamboona.
VaNhengure vakasvikorohwa nehana vachiona motokari yapetanapetana yapidigukira mhmatombo aiva murwizi.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tomene
Tomene izwi rinoshandiswa naananyakutaura kuti vanozvireva ivo varidzi venyaya. Isu tomene tisu takazoenda tikandomutora.
VerengaSwipe for the next word