KwaunobvaDuramazwiTtugudu

Duramazwi

tugudu

Zvinoreva

Kuti tugudu kubvisa zvakaita sembambaira, mudzi kana danda zvinenge zvakanyura muvhu.

1

Kuti tugudu kuvhura maziso zvakanyanya zvekuti anoita kunge chakabuda kunze.

2

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tuguka

Kana chinhu chichituguka chinenge chichibuda pakamanikidzika, zezvinoita kana mvura ichibuda kubva muchisipiti.

Verenga

Swipe for the next word