KwaunobvaDuramazwiTtutururu

Zvinoreva

Kuti tutururu kungoerekana wasvika panzvimbo, usingatarisirwi.

1

Kana munhu akangoti tutururu anenge akashurikirwa.

2

Zvakafanana

vhu · bvendu · dzudzunu · dzumbunu · hurududu · tuturu

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tutuva tutuva

Kuti tutuva tutuva kufamba munhu usina chinangwa.

Verenga

Swipe for the next word