KwaunobvaDuramazwiVvhu

Duramazwi · zita

vhu

Zvinoreva

Izwi rinoshandiswa pakusvika kwechinhu kwekukasika pamberi pedare.

1

Izwi rinoshandiswa pakusvika kwechinhu kwekukasika pamberi pedare.

Dindingwe rinonaka richakweva rimwe, kana iro rokwehwa roti mavara angu azare'vhu.

Varimi vanochera gandiwa mumunda kudzivirira vhu kukukurwa.

Mupambe- vhu munhu anotorera mumwe mu- nda wake nechisimba ouita wake.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhu-u

Kana munhu akati vhu-u anenge asvika panhu zvisingafungirwe.

Verenga

Swipe for the next word