KwaunobvaDuramazwiKkwiti

Zvinoreva

Kuti kwiti kungoerekana munhu asvika kana kupinda pane imwe nzvimbo.

1

Kuti kwiti kungoerekana munhu asvika kana kupinda pane imwe nzvimbo.

Baba vakangoerekana vati kwiti kubva kuHarare tisingambovafungiri.

Vapoteri vakati kwiti kwiti vachisvika pamuganhu wenvika.

Zvakafanana

kwitiri

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwitikwiti

Kuti kwitikwiti kufamba kwevanhu vakawanda vachisvika panzvimbo.

Verenga

Swipe for the next word