Duramazwi
Zvinoreva
Kukwiruka kungoerekana wasvetuka kuenda mudenga.
1
Kukwiruka kungoerekana wasvetuka kuenda mudenga.
Paakaona chinhu chainge nyoka chakanga chakati kwasvata murzira, akaerekana akwiruka achinoti dzi kwakadaro uko.
Kukwiruka kungoerekana wasvetuka kuenda mudenga.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwishu
Inzenze yeruzivo mumatambudziko.
VerengaSwipe for the next word