KwaunobvaDuramazwiKkwiru

Duramazwi

kwiru

Zvinoreva

Kuti kwiru kusvetuka mudenga nekukurumidza.

1

Kuti kwiru kusvetuka mudenga nekukurumidza.

Bhiza rakati kwiru apo rainge ratsika nyoka. munhu ainge akarigadha ndiye puu pasi.

Kuti kwiru kwiru kumhanya kunoita bhiza riri pamujaho.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwiru kwiru

Kuti kwiru kwiru kumhanya kunoita bhiza riri pamujaho.

Verenga

Swipe for the next word