KwaunobvaDuramazwiKkwishura

Duramazwi

kwishura

-chetura

Zvinoreva

Kukwishura kugura kana kudambura chinhu uchishandisa banga kana chimwe chinhu chinocheka.

1

Aka-kwishura musoro wehuku nebanga.

Kukwishura kugura kana kudambura chinhu uchishandisa banga kana chimwe chinhu chinocheka.

Zvakafanana

-chetura

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwiti

Kuti kwiti kungoerekana munhu asvika kana kupinda pane imwe nzvimbo.

Verenga

Swipe for the next word