KwaunobvaDuramazwiKkwitikwiti

Duramazwi

kwitikwiti

Zvinoreva

Kuti kwitikwiti kufamba kwevanhu vakawanda vachisvika panzvimbo.

1

Vapoteri vakati kwiti kwiti vachisvika pamuganhu wenvika.

Kuti kwitikwiti kufamba kwevanhu kana zvinhu zvakawanda, zvichidzika materu.

Kuti kwitikwiti kufamba kwevanhu vakawanda vachisvika panzvimbo.

2

Kuti kwitikwiti kufamba kwevanhu kana zvinhu zvakawanda, zvichidzika materu.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwitima

Kukwitima kumhanya kunoita mhuka ichiita mutsindo.

Verenga

Swipe for the next word