KwaunobvaDuramazwiTteneti

Duramazwi · zita

teneti

Zvinoreva

5. Teneti chipfeko chakafara chinopfekwa nemunhukadzi ane pamuviri.

1

5. Teneti chipfeko chakafara chinopfekwa nemunhukadzi ane pamuviri.

Mateneti ihembe yakafaranuka inopfekwa nemunhu anenge aine nhumbu.

Kana munhukadzi ane nhumbu achinzi aenda kumateneti anenge aenda kuzororo kundogadzirira kusununguka.

Mateneti iwadhi yemuchipata ra kana kiriniki munogara madzimai anenge ava kuda kusununguka kana kuti vanenge vachangosununguka.

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word