KwaunobvaDuramazwiTtsenga mvura ichibuda masvisvinwa

Duramazwi

tsenga mvura ichibuda masvisvinwa

Zvinoreva

Kana munhu achinzi anotsenga mvura ichibuda masvisvinwa anenge achidada zvikuru zvekuti chero vanozivana naye vanenge vachitomuzeza.

1

Kana munhu achinzi anotsenga mvura ichibuda masvisvinwa anenge achidada zvikuru zvekuti chero vanozivana naye vanenge vachitomuzeza.

tsenga mvura

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsengera

Kutsengera mwana mushonga kutanga wautswanya namazino, wozousvisvinira mumomo make.

Verenga

Swipe for the next word