Duramazwi · chiito
tsenga
chew
Duramazwi · chiito
chew
Kana uchitsenga unenge uchigaya kana kuzeya zviri mumuromo namazino.
Kana uchitsenga unenge uchigaya kana kuzeya zviri mumuromo namazino.
Paakachinzi ataure nezvoupenyu hwake akatanga kutsenga tsenga chihwitsi.
Musikana anenge adai haamiriri kuzotorwa nokuti pamwe chikomba chiye chinenge chongotsenga-tsenga mukanwa.
Kutsenga-tsenga chinhu kuchigaya nemazino kusvika chaota zvakanyanya kana kubvaruka-bvaruka.
Kutsenga kudya muriwo wakawanda kupinda sadza rinofanira kuringana nawo.
-kambura
Duramazwi
01 / 03tsenga mvura ichibuda masvisvinwa
Kana munhu achinzi anotsenga mvura ichibuda masvisvinwa anenge achidada zvikuru zvekuti chero vanozivana naye vanenge vachitomuzeza.
VerengaSwipe for the next word