KwaunobvaDuramazwiTtsengwa

Zvinoreva

Tsengwa mafufu anenge asina kunyatsoputsika pakugaya chibage.

1

Tsengwa mafufu anenge asina kunyatsoputsika pakugaya chibage.

Tsengwa mafufu anenge asina kunyatsoputsika pakugaya chibage.

Chidyo chinhu chinoiswa mukanwa chichitsengwa kana kutangarirwa chichimedzwa.

Chidyiwa ndechose chinogona kutsengwa nemazino chichimedzwa kuiswa mudumbu.

Zvakafanana

tsengwarengwa

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsengwarengwa

Aya mabandi mabandi anosara pachibage chisina kugayiwa zvakanaka. Takandogaisa matsengwarengwa okufidhisa huku.

Verenga

Swipe for the next word