KwaunobvaDuramazwiTtsengwarengwa

Duramazwi · zita

tsengwarengwa

mabhazhutsengwa

Zvinoreva

Aya mabandi mabandi anosara pachibage chisina kugayiwa zvakanaka. Takandogaisa matsengwarengwa okufidhisa huku.

1

Zvakafanana

mabhazhu · tsengwa

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsengwe

Tsengwe imbeswa dzinosaririra mumunda kana kwapedza kukohiwa.

Verenga

Swipe for the next word