KwaunobvaDuramazwiTtsiyo

Duramazwi · zita

tsiyo

Zvinoreva

Inzwi rinoshandiswa kureva kurinhira.

1

Inzwi rinoshandiswa kureva kurinhira.

Chitsiyo chinhu kana munhu anosarira shure kwevamwe vose pane zvinenge zvichiitwa. Ichi ndicho chitsiyo chemukirasi medu.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tso tso tso

Kuti tso tso tso kuramba uchipakira zvinhu mukati mechinhu chakaita sesaga.

Verenga

Swipe for the next word