KwaunobvaDuramazwiTtsokotora [-pokotora]

Duramazwi

tsokotora [-pokotora]

Zvinoreva

Kutsokotora kupukuta neruoko zvine simba.

1

Kutsokotora kupukuta neruoko zvine simba.

Kamwana kaichema kachitsokotora maziso ako.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsokotsa

Kana uchitsokotsa unenge uri kubaya-baya panhu pakamanikana nezvakaita serutanda.

Verenga

Swipe for the next word