KwaunobvaDuramazwiTtatsu

Duramazwi

tatsu

Zvinoreva

Kuti tatsu kubuda kunze nokukasika kwechinhu changa chiri mukati mechimwe chakamanikidzika. Chishomhwe chemota chakati tatsu parakasvinwa.

1

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tatsurana

Kana vanhu vachinzi vakatatsurana vanenge vakarovana zvakasimba.

Verenga

Swipe for the next word