KwaunobvaDuramazwiTtanhatu

Duramazwi · zita

tanhatu

Zvinoreva

Tanhatu inhamba iri pakati pashanu nanomwe pakuverenga.

Iri idzitsi rechipauro rinoshandiswa kutsanangura uwandu hwechinhu huri pakati peshanu nenomwe.

1

Zita rerebeso - Rebeso yokuitira Wakafanira kudai pazvirevo zvose zvasara zviri zvitanhatu.

Achisvikapo akaona atomirirwa nevarume vatanhatu.

2

Iri idzitsi rechipauro rinoshandiswa kutsanangura uwandu hwechinhu huri pakati peshanu nenomwe.

Mazai matanhatu ihafu yedhazeni.

Tanhatu inhamba iri pakati pashanu nanomwe pakuverenga.

Zita rerebeso - Rebeso yokuitira Wakafanira kudai pazvirevo zvose zvasara zviri zvitanhatu.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tanhau

Kuti tanhau kubvisa minhenga yehuku pamuviri wayo.

Verenga

Swipe for the next word